No media source currently available
Mumiriri weAfrican Union muAmerica, Doctor Arikana Chihombori Quoa, vari kukurudzira vanhu vemuZimbabwe neAfrica yose kuti vabatsire mukusimudzira nyika dzavo nedunhu rose reAfrica. Vaudza Praxedes Jeremia weStudio7 kuti AU yakazvipira kusimudzira vanhukadzi pamwe nevechidiki.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum