No media source currently available
VaMugabe vakataura izvi pamusangano webato ravo muHarare apo vechidiki nemadzimai vanobva kumatunhu akasiyana siyana vatsigira kuti mudzimai wavo agadzwe semumwe wevatungamiri venyika zvichitevera kudzingwa kwaVa Mnangangwa.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum