No media source currently available
Kanzuru yeHarare nhasi yaparura bhajeti rayo ra2022 remabhiriyoni makumi mana nerimwe ichiti chinangwa chikuru kuwanisa vanhu mvura yakachena nezvimwe uye ichawedzera mari yemitero nezvikamu makumi maviri nemasere. Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum