No media source currently available
Sachigaro webato rinopikisa reMDC T Seneta Morgan Komichi vaudza Studio 7 kuti havana kufara nemashoko aVaMnangagwa nekuti havana kuburitsa pachena kuti hurumende ichaita sei kupedza matambudzika akatarisana nevanhu.Asi vati vafara kuti hurumende yave kudzika mitemo ye Devolution.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum