Nyaya Ina Godwin Mangudya
Vakuru vemajeri kuZimbabwe Prisons and Correctional Services vaudza nhengo dzeparande dzashanyira jeri reChikurubi Maximum Security Prison, musi weChina, kuti kuwandisa kwevanhu mujeri iri kwave kukonzera kushomeka kwemishonga, chikafu hembe nezvimwe zvinoita kuti vasungwa vararame zvakanaka
Zvikamu
-
Mbudzi 20, 2025Nhau dzeShona
-
Mbudzi 19, 2025Nhau dzeShona
-
Mbudzi 18, 2025Nhau dzeShona
-
Mbudzi 17, 2025Nhau dzeShona
-
Mbudzi 16, 2025Nhau dzeShona
-
Mbudzi 15, 2025Nhau dzeShona