No media source currently available
Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vasvinda kuTanzania uko vachaita hurukuro nemutungamiri wenyika iyi, VaJohn Magufuli, pamwe nekushanyira nzvimbo yavakadzidzira chiuto munguva yehondo yeChimurenga.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum