No media source currently available
Mutungamiri webato idzva rinopikisa reZimbabwe Partnership For Prosperity (ZIPP), Va Blessing Kasiyamhuru vanoti bato ravo harisi kuzobatana nemamwe mapato anopikisa musarudzo dza2018. VaKasiyamhuru vanotaura nezvinomirira bato ravo uye kuti vari kuvimbiseyi vanhu muna 2018.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum