TV Schedule
20:00 - 21:00

Live Talk: The Connection
Muchirongwa chedu cheThe Connection paLiveTalk chatinotaura nevechidiki, Mike Hove weStudio 7 ari kukurukura nezvemusangano wakaitwa nevechidiki neZimbabwe Electoral Commission yakabatana nebazi revechidiki, African Union nemamwe masangano. Musangano uyu wange wakanangana nekudzidzisa vechidiki nezvemashandiro esangano reZEC. Muchirongwa tina VaBruce Nyoni- Albino Trust Zimbabwe na VaJohn Muchenje- 4H Zimbabwe Foundation.