Nyanzvi Dzokurukura Kushaikwa kweMishonga Yakakosha

Your browser doesn’t support HTML5

Kushaikwa kwemari yekunze kunonzi kuri kukonzera kuti mishonga yezvirwere zviri kuuraya vanhu mazuva ano ishaikwe. Mishonga inomwiwa nevanorwara neshuga yeinsulin, pamwe nemimwe mishonga inoshandiswa panoitwa maoperation yave kunetsa kuwana