Vakawanda Vanonyara Kubuda Pachena Vachiti Vakabhinywa.

Your browser doesn’t support HTML5

Vanodzidzisa zveutano musangano reMSF, VaBrian Hove, vanoti veruzhinji vanoona kunge zvinonyadzisa kana kufumura kubuda pachena kuti munhu ashungurudzwa pabonde.